Sangano reZimbabwe Human Rights Commission Rinoti Veruzhinji Vari Kusangana Nematambudziko Akawanda Kana Vachida Kutora Magwaro Seekuzvarwa
VaElasto Mugwadi veZimbabwe Human Rights Commission vanoti veruzhinji vari kusangana nematambudziko akawanda kana vachida kutora magwaro akaita seekuzvarwa nezvitupa. Amai Stabile Moyo vanoti vamwe vanhu kuMwenezo vakatoreswa zvitupa nguva dze sarudzo vasina ma birth hasikwanisa kuita izvi parizvino
Facebook Forum