No media source currently available
Hurumende inoti madzimai anosvika zvikamu makumi mapfumbamwe kubva muzana, uye vari pakati pemakore gumi nemashanu nemakore makumi mana nemapfumbamwe, vakakwanisa kuenda kuzvipatara panguva iyo vainge vakazvitakura