Accessibility links

Breaking News

Tatelicious Karigambe-Sandberg Oronga Mutambo kuBritain Uko Achaparura Dzimbo Dzake Dzitsva


Tatelicious Karigambe-Sandberg Oronga Mutambo kuBritain Uko Achaparura Dzimbo Dzake Dzitsva
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:05:42 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Chizvarwa cheZimbabwe chinogara muSweden muzvare Tatelicious Karigambe-Sandberg vanoti varikuronga bira guru muBritain kuBirmingham kupera kwesvondo rino.Tatelicious uyo akazvarwa ari murume asi ave kurarama semudzimai achange achiparura dzimbo dzake dzitsva. Nyaya ina Marvellous Mhlanga-Nyahuye.

XS
SM
MD
LG