Accessibility links

Breaking News

Sangano Restoration for Human Rights Rorakidza Kusafara nemafambisirwo ekutorwa kwe pfungwa dzavanhu mubumbiro idzva.


Sangano Restoration for Human Rights rinoti harisi kufara nemafambisirwo ari kuitwa chirongwa chekunzwa pfungwa dzavanhu zvavanoda kunge zviri mubumbiro idzva.

Sangano iri rinoti vanhu vakawanda vari kumakidzwa kutaura pfungwa dzakarerukira kuzanu pf.

Patience Rusere weStudio7 aita hurukuro nemutauriri weRestoration For Human Rights, VaRonald Mureverwi, kuti tinzwe zvavari kuona.

XS
SM
MD
LG