Accessibility links

Breaking News

Sangano reInternational Conservation Forum rinoti vanovhima zvisiri pamutemo vakauraya zvipembere zvinomwe zvemuZimbabwe mumasvondo maviri apfura.


Sangano reInternational Conservation Forum rinoti vanovhima zvisiri pamutemo vakauraya zvipembere zvinomwe zvemuZimbabwe mumasvondo maviri apfura. Vanhu ava vanonzi vanenge vachida nyanga dzezvipembere izvi.

Mugwaro rarakabudisa nezuro, sangano iri rinoti zimbabwe, iyo yange iine zvipembere zviuru zvinomwe, yasarirwa nezvipembere zviri pasi pemazana maviri.

Patience Rusere weStudio 7 aita hurukuro nenyanzvi munyaya dzehupfumi, uye vachishanda neLabor and Economic Development Institute of Zimbabwe, VaPropser Chitambara, kuti tinzwe zvinoreva kuurayiwa kwezvipembere zvisiri pamutemo.

XS
SM
MD
LG