WASHINGTON DC —
Muchirongwa chevechidiki:
Nasi takurukura na Mukoma Obizman vanoimba vari ku South Africa. Semukumona wechidiki akatangawo zvemagitare mugore ra 2017 vatova ne dambarefu ravakatsikisa rinonzi, " Vaungana pandinodya".
Obizman anoti akangokura ari munhu aida zvekuimba kusvika azowana mukana wekupinda mubasa iri gore rakapera.
Facebook Forum