Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau, Kurume, 02, 2016


Studio 7 09 Aug

Komiti yeparamende inoona nezvemari inoudza chikwata che IMF chiri muZimbabwe kuti IMF igadzirise hukama hwayo neZimbabwe kuitira kuti nyika ichitanga kukwereteswa mari nesangano iri….

Bhanga guru renyika rinoburitsa mashoko ekudzikamisa veruzhinji kuti vasarohwe nehama vachifunga kuti mari dzichashaikwa mumabhanga….

Veruzhinji votaura zvakasiyana siyana pamusoro paAmai Joice Mujuru avo vakafanobata chigaro chemutungamiri weZimbabwe People First….

Veruzhinji voyaura nenzara munyika sezvo zvirimwa zvavo zviri kutsva nezuva rakapisisisa mumwaka wekurima.

Muchirongwa cheLiveTalk tiri kutarisa mamiriro akaita zvinhu munyaya dzemari munyika…

Vanoda kutumira mashoko ne whats up, tumirai panhamba dziinoti + 1 – 202 465 0318

Misoro yeNhau, Kurume, 02, 2016
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:26 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG