Accessibility links

Breaking News

Mapurisa ekuGwanda Votorera Vagari marhedhiyo


Sangan reBulawayo Agenda rinoti mapurisa ekugwanda ari kutorera vanhu vemunzvimbo iyi marhedhiyo avo.

Gwaro raburitswa nhasi nesangano iri rinoti nhengo dzegwanda agenda dziri kubvunzurudzwa kuti dzakawana marhedhiyo aya kupi.

Izvi zvinotvera mashoko ekuti vavariadzi vari musangano re progrssive tachers union of zimbabwe vakatorerwa marhedhiyo avo kuHwange.

Patience Rusere veStudio 7 aita hurukuro nemumwe mugari wekuGwanda, VaBunetsi Nyathi, kuti tinzwe zviri kuitika.

XS
SM
MD
LG