No media source currently available
Nhasi muchirongwa tichange tichitarisa nyaya yedzidzo panguva iyo nyika iri pakati pechirongwa chekukurudzira vanhu kuti vagare mudzimba kana kuti Lockdown, chakanangana nekudzivirira kupararira kwechirwere checoronavirus. Dzidzo ingakwanise kuendera mberi semazuva ose here munyika?
Ona Mafungiro
Facebook Forum