Accessibility links

Breaking News

Kanzuru yeHarare yakwidza mitengo yeMvura nezvikamu


Kanzuru yeharare yakwidza mitengo yemvura nezvikamu makumi mana kubva muzana, kana kuti 40 percent, izvo zvinonzi zvatsamwisa vagari vakawanda vemuguta iri. Bepanhau re herald rinoti kanzuru ye harare yaburitsa bhajeti ye US$ 260 million, iyo ichashandisa gore rinouya.

Patience Rusere weStudio 7 aita hurukuro nasachigaro veCombined Harare Residents Association, vaSimbarashe Moyo, kuti tinzwe pamire sangano ravo.

XS
SM
MD
LG