Accessibility links

Breaking News

Hurumende inoti yataora matanho ekugadzirisa dambudziko rekushaikwa kwemafuta edzimotokari izvo zvakonzera kuti mafuta awanikwe mudzimwe nzvimbo


Hurumende inoti yatkaora matanho ekugadzirisa dambudziko rekushaikwa kwemafuta edzimotokari, izvo zvakonzera kuti mafuta awanikwe mudzimwe nzvimbo.

Vatyairi vedzimotokari vanoti vakanetsekana zvikuru svondo rapera kuti vawane mafuta aya munzvimbo dzakaita sebulawayo, gwanda, plumtree ne victoria falls.

Patience Rusere weStudio7 aita hurukuro negurukota rebazi rinoona nezvemafuta edzimotokari, Va Elton Mangoma, kuti tinzwe mamiriro akaita zvinhu.

XS
SM
MD
LG