Accessibility links

Breaking News

Hurongwa hwekunyorwa kwebumbiro idzva huri kutarisirwa kutanga zvakare muswe vemuMvuro


Hurongwa hwekunyorwa kwebumbiro idzva huri kutarisirwa kutanga zvakare mushure mekunge hwambomiswa, kuitira kuti nhengo dzeparamende dzinge dziri mudare reparamende.

Nemugovera pachange pachigadziriswa mibvunzo ichange ichibvunzwa, zvichitevera kugununguna kwakaita veruzhinji pamibvunzo iyi.

Patience Rusere weStudio7 aita hurukuro nemumwe wemasachigaro ekomiti yeparamende iri kuona nezvechirongwa ichi, va douglas mwonzora, kuti tinzwe zviri kuitika.

XS
SM
MD
LG