Accessibility links

Breaking News

hironga chekunyorwa kwebumbiro idzva changa chichifanirwa kuitwa muharare, chasangana zvakare nezvipingaidzo


Chironga chekunyorwa kwebumbiro idzva changa chichifanirwa kuitwa muharare, chasangana zvakare nezvipingaidzo. Zvinonzi mapurisa haasati abvuma kuti achange achichengetedza runyararo pachaitwa chirongwa ichi. Ve copac vanga vachifanirwa kupinda muharare musi wa 8 na 9 Gumiguru.

Mumwe wemasachigaro eCOPAC, VaDouglas Mwonzora, vanoti vemapato havasati vabvumirana zvakare panyaya yemhirizhonga.

Patience Rusere weStudio 7 aita hurukuro naVaMwonzora kuti tinzwe zviri kuitika.

XS
SM
MD
LG