Accessibility links

Breaking News

Vechidiki muZanu PF Voparura Chirongwa cheKushambadza VaMnangagwa


Zanu PF Youth

Vechidiki ve Zanu PF vaparura chirongwa chekushambadza mutungamiri webato ravo, VaEmerson Mnangagwa, che #EDhasmyvote.

Vechidiki mubato reZanu PF vaparura chirongwa chekushambadza mutungamiri webato ravo, VaEmmerson Mnangagwa, che #EDhasmyvote.

Kunyange hazvo chirongwa ichi chakatangwa nevechidiki veZanu PF masvondo mashoma apfuura senzira yekutsvagira VaMnangagwa rutsigiro musarudzo yemutungamiriri wenyika ichaitwa gore rino, kuparurwa kwacho zviri pamutemo kwaitira pamuzinda aeZanu PF muHarare.

Munyori wezvechidiki muZanu PF, Va Pupurai Togarepi, vanoti chirongwa ichi chatanga neMugovera kupinda mumatunhu ose ari munyika.

Chirongwa ichi chichashandiswa zvakanyanya nevechidiki mumadande mutande vachishambadzira bato ravo kuzvizvarwa zveZimbabwe zvakapararira nenyika yese.

Vechidiki vanoti vari kutarisira kupindawo mumakwkwi ekumiriria matunhu akasiyana siyana semakanzura nenhengo dzeparamende.

please wait

No media source currently available

0:00 0:04:44 0:00

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG