Accessibility links

Breaking News

Bato reZANU-PF rinonzi riri kuramba kuti komiti iri kutungamira kunyorwa kwebumiro idzva remitemo yenyika


Bato reZANU-PF rinonzi riri kuramba kuti komiti iri kutungamira kunyorwa kwebumiro idzva remitemo yenyika, ye COPAC iite misangano yekutsvaga pfungwa dzevechidiki sezvarakubvumirana neuUNICEF.

Irwin Chifera anotipa nyaya iyi...

Misangano yekutora pfungwa dzevanhu mukunyorwa kwebumbiro idzva remitemo kumanicaland, yambomiswa zvichitevera mhirizhonga yaitika zvakare nhasi kuMakoni South. Mumiriri weMakoni South, VaPishayi Mucharauya, vanoti misangano yatadza kuitwa sezvo vanhu varohwa.

Patience Rusere weStudio 7 aita hurukuro naVaMucharauya kuti tinzwe zvaitika nhasi.

XS
SM
MD
LG