Accessibility links

Breaking News

Sangano ReZimbabwe Rugby Union Rotsvaga Rubatsiro Kubva Kuhurumende


Sangano reZimbabwe Rugby Union rinoti riri kutsvaga rutsigiro kubva kuhurumende kuitira kuti mutambo uyu usimbisiswe munyika.

Sangano iri rinoti vatambi vazhinji vari kuenda kunze kwenyika kunotambira zvimwe zvikwata, izvo zvinokwanisa kuvapa mari dziri nani.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurukuro nemutungamiri weZimbabwe Rugby Union, va Themba Sibanda, kuti tinzwe nezve zvimhingamipinhi zvavari kutarisana nazvo.

Dzimwe Nhau Kubva KuStudio7...

XS
SM
MD
LG