Accessibility links

Breaking News

Zvikwata ZvePremier Soccer League Zvotanga Mitambo Yanga Yambo Miswa


Zvikwata zvePremier Soccer League zviri kutanga mitambo yazvo mangwana zvichitevera kumbomisa mitambo iyi kwemasvondo maviri.

Dynamos ne Highlanders dziri kukweshana kuBarbourfields stadium neSvondo.

Mutambo uyo wakakosha sezvo ucharatidza remangwana repremier soccer league log iyo ine Dynamos pamusoro.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurukuro nemutambi weDynamos, Benjamin Marere, kuti tinzwe nezvemutambo wesvondo.

Dzimwe Nhau Kubva KuStudio7...

XS
SM
MD
LG