Accessibility links

Breaking News

Zimbabwe Iri Kuwana Chikwereti cheUS$950 000 Kubva kuChina


Kunyange hazvo paine mashoko ari kubuda mumapepanhau akati wandeyi ekuti gurukota rinoona nezvemari, Va Tendai Biti, vari kuramba kuti China iri kupa Zimbabwe chikwereti che US$950 million, hofisi yemutungamiri wehurumende, VaMorgan Tsvangirai, inoti chikwereti cheku China ichi chiripo.

Gurukota rinoshandira muhofisi yaVa Tsvangirai, Va Gorden Moyo, vanotiwo ichokwadi kuti China ichapa Zimbabwe chikwereti.

Brenda Moyo weStudio7 aita hurukuro nenyanzvi munyaya dzezvehupfumi, Va Rejoice Ngwenya, kuti tinzwe pfungwa dzavo panyaya iyi.


Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...


XS
SM
MD
LG