Accessibility links

Breaking News

Kiglon  Inokunda Black Rhinos 2-1


Chikwata cheKiglon chakunda neChipiri chikwata cheBlack Rhinos 2-1 mumutambo wePremier Soccer League watambirwa kunhandare yeRufaro masikati.

Mumwe mutsigiri wenhabvu, VaAron Mukoko, vanoti Kiglon yatamba zvinonwisa mvura, uye yakwanisa kushandisa mukana wayanga ichiwana yekunwisa pamutambo uyu.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurukuro naVaMukoko kuti tinzwe maonero avaita mutambo weKiglon neBlack Rhinos.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7…

XS
SM
MD
LG