Accessibility links

Breaking News

Kaizer Chiefs Inotenga Thomas Sweswe weDynamos


Mutambi wechikwata chemaWarriors, Tinashe Nengomasha, anoti ari kufadzwa nechibvumirano chaitwa nemutambi weDynamos, Thomas Sweswe, nechikwata chaanotambira cheKaizer Chiefs.

Tinashe anoti ane ruvimbo rwekuti Sweswe achaunza hunyanzvi muchikwata ichi.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurtukuro naTinashe pamusoro pechibvumirano chaSweswe.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

XS
SM
MD
LG