Accessibility links

Breaking News

Talkmore Nyongani Otanga Gadziriro ye World Athletics Championship


Mumhanyi ane mukurumbira mumujahwo we400 meters, Talkmore Nyongani, anoti ari kusimuka muSouth Africa akananga kuFinland svondo rinouya, uko achatanga gadziriro yemakwikwi eWorld Athletics Championships, ayo achaitirwa muBerlin ku Germany muna Chikunguru kusvika muna Nyamavhuvhu.

Marvellous Mhlanga-Nyahuye weStudio7 aita hurukuro naTalkmore kuti tinzwe kuti gadziriro yake yemakwikwi aya yasvika papi.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...


XS
SM
MD
LG