Accessibility links

Breaking News

Masangano Akazvimirira Oga Voramba Vakagwarira Korera


Masangano akazvimirira oga anoti ari kuramba akangwarira chirwere chekorera kunyange hazvo chavakudzikira.

Mutauriri weUNICEF muZimbabwe, Muzvare Tsitsi Singizi, vanoti masangano ari kudzidzisa vanhu nzira dzekuzvidzivirira kuzvirwere zvakaita sekorera.

Sangano reWorld Health Organisation rinoti kubva pakatanga kunetsa chirwere ichi muna Nyamavhuvhu,

Vanhu vanosvika 4 273 vakafa nekorera, uye vanhu vanodarika 97 965 vabatwa nacho.

Patience Rusere weStudio7 aita hurukuro naMuzvare Singizi pamusoro penyaya iyi.

Dzimwe Nhau Kubva KuStudio 7...

XS
SM
MD
LG