Accessibility links

Breaking News

Harare Yoramba Yakatarisana Nedambudziko YeKorera


Maguta eHarare neChitungwiza anonzi achakatarisana nedambudziko rechirwere chekorera.

Sangano reworld health organisation rinot korera iri kuramba ichinetsa munzvimbo idzi sezvo musina mvura yakachena.

Kubva pakutanga chirwere ichi muna Nyamavhuvhu, WHO inoti vanhu vanosvika 97 795 vakabatwa nekorera, uye 4 265 vafa nechirwere. Vaemmanuel chiroto ndivo mutevedzeri wameya weharare.

Patience Rusere weStudio7 aita hurukuro naVaChiroto kuti tinzwe mamiriro akaita zvinhu muHarare.

Dzimwe Nhau Kubva KuStudio 7...

XS
SM
MD
LG