Accessibility links

Breaking News

Dr Chimedza: Hurumende Inogona Kupedza Korera Ikaita Mushandira Pamwe


Sangano reWorld Health Organisation rinoti vanhu vanosvika 4 127 vakafa nechirwere ichi kusvika musi weChina svondo rapera, uye vanhu vanodarika 94 443 vakabatwa nechirwere ichi kubva pachakatanga muna Nyamavhuvhu gore rapera.

Mutungamiri we Zimbabwe Hospital Doctors Assocation, Doctor Kudzanai Chimedza, vanoti kunyange hazvo dambudziko rekorera richiri munyika, hurumende inogona kukunda dambudziko iri kana ikaita mushandira pamwe nemasangano anobatsira mukugadzirisa nyaya yekorera munyika.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurukuro naVaChimedza kuti tinzwe mafungiro avo.


Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7…

XS
SM
MD
LG