Accessibility links

Breaking News

Caps United Inokundwa 2-1 neENPPI kuEgypt


Murairidzi wechikwata cheCaps United, VaLloyd Chitembwe, vatarisana nebasa guru apo chikwata chavo chakundwa 2-1 nechikwata cheENPPI pamutambo wavo wechipiri mumakwikwi eCAF Confederation Cup.

Mutambo uyu watambirwa manheru eChishanu munhandare yePerosport muCairo.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurukuro nemutori wedu wenhau dzemitambo, George Mupfuti, kuti tinzwe maonero ake mutambo uyu usati watambwa.


Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

XS
SM
MD
LG