Accessibility links

Breaking News

Caps United Yoramba Kushandisa Nhandare yeRufaro


Caps United inoti yava kumira kushandisa Rufaro Stadium sezvo mari inodiwa neHarare City Council yakawandisa. Caps United inoti yava kuronga kunotambira kunhandare inoshandiswa nemapurisa muHarare.

Nhandare yeRufaro ndiyo inoshandiswa neCaps United kana ichitamba mitambo yayo yenhabvu iri kumba, kana kuti home ground.

Zvimwe zvikwata zviri mu Premier Soccer League zvinonzi zviri kugunun'unawo nenyaya iyi.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurukuro nemutori wedu wenhau dzemitambo, George Mupfuti, kuti tinzwe zviri kuitika.


Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

XS
SM
MD
LG