Accessibility links

Breaking News

Kanzuru yeHarare Inoti Korera Yave Nani Munzvimbo Zhinji dzeGuta


Sangano re World Health Organisation rinoti vanhu vafa nechirwere chekorera kusvika ne Chitatu, vasvika pavanhu zviuru zvina nemakumi masere ane vaviri, kana kuti 4 082, uye vanhu vanodarika 93 046 vakabatwa nechirwere ichi kubva pachakatanga muna Nyamavhuvhu gore rapera.

Mutevedzeri wameya weguta reHarare, VaEmmanuel Chiroto, vanoti dambudziko rekorera rave nani munzvimbo dzakasiyana siyana muHarare, kunyange hazvo richiripo mu Hatcliff, nzvimbo yavanomirira mukanzuru yeHarare.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurukuro naVaChiroto kuti tinzwe mamiriro akaita dambudziko rekorera mu Hatcliff.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7…

XS
SM
MD
LG