Accessibility links

Breaking News

Mitengo Yodzikira Zvishoma neZvishoma


Mitengo yezvinhu inonzi iri kuramba ichidzikira muzvitoro mushure mekunge hurumende yabvumidza vezvitoro kutengesa nemari yekunze.

Zvese izvi zviri kuitika apo gurukota rezvemari, VaTendai Biti, vari kutarisira kuti inflation inge yadzika nezvikamu gumi kubva muzana, kana kuti 10% pakupera kwegore. Inflation yeZimbabwe yakapedzisira kuyerwa iri pa 231 million percent.

Hurumende iri kuti inflation yadzika ne -3,1% mumwedzi waKukadzi.

VaSam Ncube ndivo mutungamiri wesangano rinoona nezvekusimudzirwa kwemabhizinesi evatema, mudunhu reMatebeleland, kana kuti Affirmitive Action Group.

Brenda Moyo weStudio7 aita hurukuro naVaNcube kuti tinzwe maonero avo panyaya yemitengo yezvinhu.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...


XS
SM
MD
LG