Accessibility links

Breaking News

Vanhu Vari Kufa neKorera Vodzikira


Sangano reWorld Health Organisation rinoti vanhu vafa nechirwere chechorera kusvika musi weMuvhuro, vasvika pa 4 072 uye vanhu vabatwa nechirwere ichi kubva pachakatanga muna Nyamavhuvhu, vadarika pa 92 432.

Executive Director veCommunity Working Group On Health, VaItayi Rusike, vanoti kunyange hazvo huwandu hwevanhu vari kufa hwava kudzikira, pane zvizhinji zvinofanirwa kugadziriswa nehurumende kuitira kuti dambudziko rechorera ripere.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurukuro naVaRusike kuti tinzwe maonero avo.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7…

XS
SM
MD
LG