Accessibility links

Breaking News

Korera Yoramba Yakanetsa muNyika


Sangano reWorld Health Organistion rinoti vanhu vanodarika zviuru zvina vafa nechirwere chekorera, uye vanhu vanodarika 91 265 vakabatwa nechirwere ichi kubva pachakatanga muna Nyamavhuvhu gore rapera.

VaFambai Ngirande ndivo mutauriri weNANGO. VaNgirande vanoti sangano ravo riri kufamba richiona zviri kuitika munyaya dzekorera mumativi mana enyika.

Patience Rusere veStudio7 aita hurukuro naVaNgirande kuti tinzwe nezverubatsiro rwuri kupinda munyika munyaya dzekorera.


Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

XS
SM
MD
LG