Accessibility links

Breaking News

Zimbabwe Yonanga kuHong Kong Kunotamba Mutambo weRugby


Chikwata cheSevens Rugby chiri kusimuka muZimbabwe svondo rinouya chichenda kuHong Kong, uko chichatamba mumakwikwi eHong Kong Sevens internationals.

Chikwata ichi chichangobva kumakwikwi eSevens World Cup kuDubai, uko chakatamba zvinofadza zvikuru.

Zvikwata gumi nezvina zvinobva munyika dzakasiyana siyana, zvichange zviri pamakwikwi ekuHong Kong aya.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurukuro nemutevedzeri wemutambi mukuru wechikwata cheZimbabwe, Daniel Hondo, kuti tinzwe maonero ake.


Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...


XS
SM
MD
LG