Accessibility links

Breaking News

Vatsigiri veNhabvu Vobhadhariswa Mari yeKunze


Zvichitevera kushaya simba kwemari yemunyika, vatsigiri vemutambo wenhabvu vachange vachitarisirwa kubhadhara mari yekunze kuti vaone mitambo yePremier Soccer League yemwaka uno, iyo iri kutarisirwa kutanga masvondo maviri anotevera.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurukuro nemutori wedu wenhau dzemitambo, George Mupfuti, kuti tinzwe mafambiro achange achiita zvinhu.


Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7…

XS
SM
MD
LG