Accessibility links

Breaking News

Chikwata che Zimbabwe Warriors Chotamba neTanzania neChitatu


Chikwata chenhabvu chemaWarriors chasimuka munyika neChipiri mangwanani chakananga kuTanzania, uko chichatamba mumutambo wekuyedzana simba nechikwata che Simba Stars muDar es Salaam neChitatu.

Zvikwata zviviri izvi zviri mugadziriro yemukombe mukuru weAfrican Nations Championships, uyo uchatambirwa kuCote d'Ivoire mwedzi uno uya.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurukuro nemutori wedu wenhau dzemitambo, Michael Kariati, kuti tinzwe nezvemutambo weChitatu.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7…

XS
SM
MD
LG