Accessibility links

Breaking News

Shumba: Vanhu Votya Kudzingwa muSouth Africa


Vanomirira kodzero dzevapoteri vemuZimbabwe vari kugara muSouth Africa vanoti kunyange hazvo vanhu vakawanda vari kufara nekunyorerana chibvumirano kwaitwa nevatungamiri vezvematongerwo enyika, vanoti vari kutya kuti hurumende yeSouth Africa ichatanga kuvadzinga munyika iyi zvinhu zvisati zvanyasonaka muZimbabwe.

Patience Rusere weStudio7 aita hurukuro naExecutive Director weZimbabwe Exiles Forum, vaGabriel Shumba, kuti tinzwe zvakazara pamafungiro evapoteri vemuZimbabwe vari kugara kuSouth Africa.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...


XS
SM
MD
LG