Accessibility links

Breaking News

Mapurisa Anotora Mutungamiri weNANGO muMIdlands


Mapurisa emuGweru eku Law And Order apinda zvechisimba nhasi mumahofisi anoshandiswa ne NANGO pamwe neZimbabwe Civic Education Trust.

Mapurisa aya anonziwo atora sachigaro we NANGO muMidlands, VaPeter Muchengeti. Asi mapurisa aya anonzi ari kuramba kuti atora VaMuchengeti.

VaReginald Chidawanyika ndivo gweta raVa Muchengeti.

Patience Rusere weStudio Seven ataura naVaChidawanyika kuti tinzwe zvaitika.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

XS
SM
MD
LG