Accessibility links

Breaking News

NANGO Inoti VaMugabe Ngavasiye Vanhu Vachiyamurwa


Sangano reNational Association of Non-Governmental Organisations, kana kuti NANGO, rinoti vanhu vanoshaya vakasawana rubatsiro nechimbi chimbi, zvinogona kukonzera kusagadzikana kwenyika.

Sangano iri rinoti vanhu vakawanda havana pekugara, havanawo chikafu, vamwe vari kushungurudzwa, vamwe vachiponderwa nyaya dzezve matongerwo enyika, pamwe nekushaya mishonga. NANGO inoti matambudziko ari kusangana nevanhu ava zuva nezuva, ari kuramba achienderera mberi, izvo zvinogona kukonzera kuti zvinhu zvisamire zvakanaka munyika

VaFambai Ngirande ndivo mutauriri weNANGO. Patience Rusere weStudio7 aita hurukuro naVaNgirande kuti tinzwe kuti zvinhu zvakamira seyi munyika.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...




XS
SM
MD
LG