Accessibility links

Breaking News

Human Rights Watch Yoshora Hurumende Panyaya yeChikafu


Sangano reHuman Rights Watch rashoropodza zvikuru hurumende nekurambidza kwairi kuita masangano anopa chikafu kupa chikafu kune vanotambura.

Nhengo ye Human Rights Watch inotevera zviri kuitika muZimbabwe, Muzvare Tiseke Kasambala, vanoti hurumende yaVaMugabe haifanirwe kuisa zvido zvayo pamberi pezvido zveveruzhinji zvekuda masimba, nekuda kutsvaga rutsigiro vachishandisa chikafu.

VaRirito Siziba mugari wekuZvishavane, avo vane vabereki vanga vachipihwa chikafu neCare International.

Patience Rusere weStudio Seven aita hurukuro naVa Siziba kuti tinzwe pfungwa dzavo.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

XS
SM
MD
LG