Accessibility links

Breaking News

Gweta Rosungirwa Kutaura Zvinorwadza Mapurisa


Gweta revatori venhau vakasungwa mwedzi wapera, VaHarrison Nkomo, vasungwa nemapurisa neChitatu vachipomerwa mhosva yekutaura mashoko asina kunaka kumatare edzimhosva.

Zvinonzi VaNkomo vakataura mashoko aya, apo vaikumbira dare kuti rirase mhosva iri kupomerwa mutori wenhau anoishanda akazvimirira oga, Frank Chikowore. pamwe nenhengo dzeMDC dzavaimirira

Ukuwo mutungamiri weZCTU, VaLovemore Matombo, pamwe nemunyori mukuru wesangano iri, VaWellington Chibebe, vazvipira kumapurisa mushure mekunge vaudzwa kuti vari kutsvagwa nemapurisa.

Patience Rusere weStudio7 abata rimwe remagweta ari kumirira vanhu ava, VaCharles Kwaramba, ndokutanga nekuvabvunza nezvaVaNkomo.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

XS
SM
MD
LG