Accessibility links

Breaking News

Zviuru Zvakawanda Zvoungana Pamisangano yaVaTsvangirai


MDC inotungamirwa naVaMorgan Tsvangirai, yaita musangano neChina kuChitungwiza, uko kunonzi kwaungana vanhu vanodarika zviuru gumi nezvishanu. VaTsvangirai vaudza vatsigiri vavo kuti vavavhotere musarudzo dzekutsvaga mutungamiri wenyika, kuti vatsigiri nhengo dzebato iri.

Sekutaura kuri kuita mutori wedu wenhau, Irwin Chifera, anoti VaTsvangirai vari kuzadza nhandare nevanhu.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

XS
SM
MD
LG