Accessibility links

Breaking News

Mapurisa neMauto Atotanga Kuvhota Kare


Vemapato anopikisa hurumende pamwe neveZimbabwe Election Support Network, vanoti Zimbabwe Electoral Commission iri kuvarambidza kuti vaongorore mavhoti ari kuuya neposvo.

Mavhoti aya anobva kuvanhu vanoshanda vari kunze kwenyika, mauto ari kushanda ari munzvimbo dzaasingagare, pamwe nemapurisa anenge achishandira kure nepavanogara.

Mavhoti aya anonzi akatanga kupihwa ZEC kutanga svondo rapera, zvichireva kuti masoja nemapurisa vakatotanga kuvhota.

Studio7 haina kukwanisa kunzwa divi re ZEC panyaya iyi.

Patience Rusere weStudio Seven aita hurukuro nasachigaro weZimbabwe Election Support Network, VaNoel Kututwa, kuti tinzwe kuti zvinhu zviri kufamba seyi pamavhoti anouya neposvo.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

XS
SM
MD
LG