Accessibility links

Breaking News

Hurumende Inobvumidza ZESN Kuongorora Sarudzo


Hurumende yapa sangano re Zimbabwe Election Support Network mvumo yekuti itumire vanhu vachange vachiongorora sarudzo dzegore rino. Bazi rinoona nezvemitemo raudza ZESN kuti iinde kunonyoresa nebazi re Zimbabwe Electoral Commission.

ZESN inoti iri kuda kunyoresa vanhu vanoda kusvika zviuri gumi nezviviri avo vachange vachiongorora mafambiro esarudzo.

VaNoel Kututwa ndivo sachigaro veZESN.

Patience Rusere weStudio Seven aita hurukuro naVaKututwa kuti tinzwe mafambiro achaita hurongwa hwavo.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

XS
SM
MD
LG