Accessibility links

Breaking News

MDC Inoti Nzvimbo Dzekuvhotera muHarare nemuBulawayo Ngadziwedzerwe


MDC inotungamirwa naVaMorgan Tsvangirai yakwidza kumatare edzimhosva makuru nyaya yekuti Zimbabwe Electoral Commission imanikidzwe nemutemo kuwedzera nzvimbo dzekuvhotera, kana kuti polling stations mumaguta eBulawayo neHarare.

Ukuwo ZESN inotiwo nzvimbo dzekuvhotera mumaguta aya dzishoma, kunyange dziine vanhu vakawanda kudarika vari mumamwe matunhu.

Patience Rusere veStudio Seven aita hurukuro zvakare naVaDennis Murira, Elections Director mu MDC inotungamirwa naVaTsvangirai, kuti tinzwe mafambiro ari kuita zvinhu.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

XS
SM
MD
LG