Accessibility links

Breaking News

ZEC Inoti Haizivi Nguva Yaichatora Kuti Ipedze Kuverenga Mavhoti


ZEC inoti ichange iine nzvimbo dzekuvhotera, kana kuti polling stations, dzinosvika zviuru gumi nerimwe, kana kuti 11 000.

Sachigaro veZESN, VaNoel Kututwa, vaudza bepanhau repa internet, re Zimonline, kuti zvingangotora svondo rose ZEC isati yaburitsa zvinenge zvabuda musarudzo. Pfungwa idzi dzinotevera mashoko e ZEC ekuti haisi kuziva kuti basa rekuverenga mavhoti, richatora nguva yakareba zvakadii.

Doctor Lovemore Madhuku ndivo sachigaro weNCA, uye vari nyanzvi munyaya dzemitemo.

Patience Rusere weStudio Seven aita hurukuro naVaMadhuku kuti tinzwe pfungwa dzavo panyaya iyi.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

XS
SM
MD
LG