Accessibility links

Breaking News

ZESN Yomirira Kukokwa Kuzoongorora Sarudzo


Sangano reZESN rinoti kunyange haro rakamirira mhinduro yekuti ribvumidzwe kudzidzisa nezvesarudzo kubva kuZimbabwe Electoral Commission, rakatoendesa mazita evanhu varichada kuti vaongorore sarudzo kubazi rezvemutemo.

Sangano iri rinoti rine chido chekuti rikwanise kuisa munhu mumwe chete panzvimbo yekuvhotera yoga yoga. ZESN yakamirira mhinduro pachikumbiro chekuti ibvumidzwe kudzidzisa vanhu nezvesarudzo.

Sachigaro weZESN, VaNoel Kututwa, vaudza Jonga Kandemiiri weStudio 7 kuti vachatora vaongorori kubva musangano ravo.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

XS
SM
MD
LG