Accessibility links

Breaking News

VaTsvangirai Vosangana neVanhu Vanogara Mumisha yeVeruzhinji


Mutungamiri weMDC, VaMorgan Tsvangirai, neChitatu vakange vachifamba famba mumisha inogara veruzhinji muHarare vachinzwa matambudziko akatarisana nevanhu, uye kutsvaga rutsigiro.

VaTsvangirai vari kutarisirwa kutanga kupinda mumaruwa ekuMatabeleland neChishanu, uko vachakurukura nezvegwara remusangano wavo, kana kuti manifesto, iyo vakaparura pamberi pevanhu vanodarika zviuru makumi matatu kuSakubva kwaMutare.

Mutauriri waVaTsvangirai, VaGeorge Sibotshiwe, vaudza mutori wenhau weStudio 7 Blessing Zulu kuti vanhu vafara zvikuru kuona VaTsvangirai vachivashanyira.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

XS
SM
MD
LG