Accessibility links

Breaking News

Mvura Yakachena Yoramba Ichinetsa Kuwana Munyika


Dambudziko remagetsi nemvura riri kuenderera mberi mudzimbo dzakasiyana siyana munyika. VaNicholas Zulu mugari vemuChitungwiza, avo vanoti havana mvura nemagetsi kwesvondo rese.

Patience Rusere weStudio Seven aita hurukuro naVaZulu kuti tinzwe kuti vari kurarama sęyi.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

XS
SM
MD
LG