Accessibility links

Breaking News

Vechidiki Vanoratidzira Pamuzinda weZimbabwe muSouth Africa


Sangano reZimbabwe Revolutionary Youth Movement raratidzira neChipiri pamuzinda weZimbabwe muPretoria, kuSouth Africa. Vechidiki vanosvika mazana maviri, vaungana pamuzinda uyu, apo vanga vachida kupa mumiriri weZimbabwe muSouth Africa, VaSimon Moyo, gwaro rinokurudzira kuti zvizvarwa zveZimbabwe zviri kunze kwenyika, zvibvumidzwe kuvhota musarudzo dzemuna Kurume.

Asi VaMoyo vanonzi varamba kutambira gwaro iri. VaJohn Chikwari ndivo munyori weZimbabwe Revolutionary Youth Movement.

Patience Rusere weStudio Seven aita hurukuro naVaChikwari kuti tinzwe kuti zvinhu zvafamba seyi muPretoria.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

XS
SM
MD
LG