Accessibility links

Breaking News

VaTsvangirai Vanoti Vanoda Kubatanidza MDC Zvekare


Mutungamiri weMDC, VaMorgan Tsvangirai, vanoti vari kuda kuti MDC ibatane sezvayainge yakaita kare, kwete kuti vangobatane panguva yesarudzo chete.

Mumashoko avo egoredzva kuruzhinji rwevanhu munyika, VaTsvangirai vati havasi kufara kuti Zanu-PF iri kudududza pazvibvumirano zvayakaita ne MDC munhaurirano dzemapato maviri aya.

VaTsvangirai vaudza mutori wenhau Blessing Zulu weStudio 7 kuti Zanu-PF haisi kutevedzera zvibvumirano zvavari kuita kuSouth Africa.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

XS
SM
MD
LG