Accessibility links

Breaking News

Vanhu Voswera Vari Mumitsetse Yekutora Mari


Dambudziko rekushaikwa kwemari mumabhanga riri kuenderera mberi munyika. Vagari vemuHarare vanoti mabhanga akaita seZimBank, CABS, Agribank neStanbic, vanga vakavhara neChitatu kunyange hazvo banga guru renyika, re Reserve Bank of Zimbabwe, rakakurudzira kuti mabhanga avhurwe munguva yezororo.

Kuti tiinzwe zvizhinji pamusoro penyaya iyi, Patience Rusere weStudio Seven, ataura nemumwe mugari weku Mount Pleasant, uyo anga ari pamutsetse wepa ATM yepa Agribank.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

XS
SM
MD
LG