Accessibility links

Breaking News

Vakanyimwa Hupoteri muBritain Vochemachema


Sangano rinomirira zvizvarwa zveZimbabwe zviri mu Britain rinoti hachisi chokwadi kuti Britain yatotanga kudzosera vanhu vakanyimwa hupoteri kuZimbabwe.

Amai Sarah Harland veZimbabwe Association, vanotiwo magweta ari kumirira vose vakanyimwa hupoteri, ari kuita musangano China manheru wekuzeya nyaya iyi. Dare re Asylum and Immigration Tribunal rakapa mutongo wekuti hurumende yeBritain idzosere kuZimbabwe vose vakanyimwa hupoteri.

VaJack Madau vanogara kuNottingham muBritain, uye mumwe wevamwe vakanyimwa hupoteri.

Patience Rusere weStudio Seven aita hurukuro naVa Madau kuti tinzwe zviri kuitika panyaya iyi.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

XS
SM
MD
LG